Johane 1:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200229 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Chifume chamangwana Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarirai, Gwayana raMwari, rinobvisa chivi chenyika! Se kapitlet |