Johane 1:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200228 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Izvi zvose zvakaitika paBhetani mhiri kwaJorodhani, uko kwaibhabhatidzira Johani. Se kapitlet |