Johane 1:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakamubvunza, ʋakati kwaari: Kana usi Kristu, kana Eria, kana muprofita uya, unogobapatidzireiko? Se kapitletShona Bible 1949 revised 200225 Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 vakamubvunza vachiti, “Seiko zvino uchibhabhatidza kana usiri Kristu, kana Eria kana Muprofita?” Se kapitlet |