Genesi 1:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋari akati: Nɀimbo ŋgaiʋe’po pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20026 Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.” Se kapitlet |