Online Bibel

- Annoncer -




Genesi 1:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mŋari akati: Ɀiedza ŋgaɀiʋe’po panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀiparadzanise masikati noʋusiku; kuti ɀiʋe ɀiratidzo, nenguʋa, namazuʋa, namakore;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mwari akati: Zviedza ngazvivepo panzvimbo yedenga, kuti zviparadzanise masikati nousiku; kuti zvive zviratidzo, nenguva, namazuva, namakore;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Uye Mwari akati, “Ngakuve nezviedza munzvimbo yedenga kuti zviparadzanise masikati kubva pausiku, uye ngazvishande sezviratidzo zvokucherechedza mwaka namazuva namakore,

Se kapitlet Kopi




Genesi 1:14

Følg os:

Annoncer


Annoncer