Danieri 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akaʋudza Ashpenazi, mutariri waʋaranda ʋake, kuti aʋuye naʋamŋe ʋana ʋaIsraeri, ʋorudzi rwamambo norwamacinda; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana vaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mambo akarayira Ashipenazi, mukuru wavatariri veruvazhe, kuti apinze vamwe vavaIsraeri kubva mumhuri youshe nemhuri yemakurukota, Se kapitletShona BIBLE3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana VaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Se kapitlet |