Online Bibel

- Annoncer -




2 Timoti 1:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiferasi ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu.

Se kapitlet Kopi




2 Timoti 1:16

Følg os:

Annoncer


Annoncer