Online Bibel

- Annoncer -




Zekaria 1:9 - Shona BIBLE

9 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zviiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo ndikati: Nhai, ishe waŋgu, ɀinyiko iɀi? Mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni akati kwandiri: Ndicakuratidza kuti iɀi ɀinyi.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’

Se kapitlet Kopi




Zekaria 1:9

Følg os:

Annoncer


Annoncer