Online Bibel

- Annoncer -




Zekaria 1:7 - Shona BIBLE

7 Nezuva ramakumi namana romwedzi wegumi nomumwe, uri mwedzi weShabhati, negore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nezuʋa ramakumi namanna romŋedzi wegumi nomumŋe, uri mŋedzi weShebati, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti:

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nezuva ramakumi namana romwedzi wegumi nomumwe, uri mwedzi weShabhati, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pamusi wegumi nechina wemwedzi wegumi nechiposhi, uri mwedzi waShebhati, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pamusi wegumi nechina wemwedzi wegumi nechiposhi, uri mwedzi waShebhati, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita;

Se kapitlet Kopi




Zekaria 1:7

Følg os:

Annoncer


Annoncer