Online Bibel

- Annoncer -




Zekaria 1:19 - Shona BIBLE

19 Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zviiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo ndikati kumutumŋa, wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi? Akandipindura, akati: Ndidzo nyaŋga dzakaparadzira Juda naIsraeri neJerusarema.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.”

Se kapitlet Kopi




Zekaria 1:19

Følg os:

Annoncer


Annoncer