Zefania 1:3 - Shona BIBLE3 Ndichaparadza vanhu nezvipfuwo; ndichaparadza shiri dzokudenga, nehove dzegungwa, nezvigumbuso pamwechete navakaipa; ndichabvisa vanhu pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndicaparadza ʋanhu neɀipfuwo; ndicaparadza shiri dzokuɗeŋga, nehoʋe dzeguŋgwa, neɀigumbuso pamŋe cete naʋakaipa; ndicabvisa ʋanhu pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20023 Ndichaparadza vanhu nezvipfuwo; ndichaparadza shiri dzokudenga, nehove dzegungwa, nezvigumbuso pamwechete navakaipa; ndichabvisa vanhu pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Se kapitlet |