Online Bibel

- Annoncer -

Ʋatoŋgi 1:3 - Shona BIBLE

3 Zvino Judha akati kuna Simioni mukuru wake, “Hendei tose kumugove wangu, tirwe naVaKenani, neni ndigoenda newe kumugove wako.” Ipapo Simioni akaenda naye.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Juda akati kunaSimeoni mukuru wake: Hendei tose kumugoʋe waŋgu, tirwe naʋaKanani, neni ndigoenda newe kumugoʋe wako. Ipapo Simeoni akaenda naye.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Judha akati kuna Simeoni mukuru wake, “Hendei tose kumugove wangu, tirwe navaKenani, neni ndigoenda newe kumugove wako.” Ipapo Simeoni akaenda naye.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 VokwaJudha vakati kuhama dzavo dzokwaSimeoni, “Hendei tose kunyika yatakagoverwa, tindorwisa vaKanani, isu tizondorwawo saizvozvo pamwechete nemi kunyika yenyu yamakagoverwa.” VokwaSimeoni ndokubva vaenda navo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 VokwaJudha vakati kuhama dzavo dzokwaSimeoni, “Hendei tose kunyika yatakagoverwa, tindorwisa vaKanani, isu tizondorwawo saizvozvo pamwechete nemi kunyika yenyu yamakagoverwa.” VokwaSimeoni ndokubva vaenda navo.

Se kapitlet Kopi

Ʋatoŋgi 1:3

Følg os:

Annoncer

Annoncer