Ʋatoŋgi 1:2 - Shona BIBLE2 Jehovha akati, “Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova akati: Juda ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaʋoko ake. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akati, “Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akapindura achiti, “VokwaJudha ndivo vanoenda. Izvozvi ndakatoisa nyika iyoyo mumaoko avo.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akapindura achiti, “VokwaJudha ndivo vanoenda. Izvozvi ndakatoisa nyika iyoyo mumaoko avo.” Se kapitlet |