Online Bibel

- Annoncer -

ƲaRoma 1:9 - Shona BIBLE

9 Nokuti Mwari chapupu changu, iye wandinoshumira mumweya wangu muVhangeri yoMwanakomana wake, kuti handiregi kukurangarirai,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti Mŋari capupu caŋgu, iye wandinoshumira mumŋeya waŋgu muEvaŋgeri yoMŋanakomana wake, kuti handiregi kukuraŋgarirai,

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti Mwari chapupu changu, iye wandinoshumira mumweya wangu muVhangeri yoMwanakomana wake, kuti handiregi kukurangarirai,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndinodaro nokuti Mwari iye wandinoshandira nomwoyo wangu wose nokuparidza kwandinoita Shoko Rakanaka roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ini ndinoramba ndichingokudomai muminamato yangu

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndinodaro nokuti Mwari iye wandinoshandira nomwoyo wangu wose nokuparidza kwandinoita Shoko Rakanaka roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ini ndinoramba ndichingokudomai muminamato yangu

Se kapitlet Kopi

ƲaRoma 1:9

Følg os:

Annoncer

Annoncer