ƲaRoma 1:4 - Shona BIBLE4 akaratidzwa nesimba paMweya woutsvene, kuti ndiye Mwanakomana waMwari, nokumuka kwake kuvakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe wedu, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 wakaratidzwa nesimba paMŋeya woʋutȿene, kuti ndiye Mŋanakomana waMŋari, nokumuka kwake kuʋakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe weɗu, Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 akaratidzwa nesimba paMweya woutsvene, kuti ndiye Mwanakomana waMwari, nokumuka kwake kuvakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe wedu, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pane zvokuera kwemweya wake, iye Jesu Kristu Tenzi wedu, akanzi Mwanakomana waMwari pasimba pamusana pokumuka kwaakaita kuvafi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pane zvokuera kwemweya wake, iye Jesu Kristu Tenzi wedu, akanzi Mwanakomana waMwari pasimba pamusana pokumuka kwaakaita kuvafi. Se kapitlet |