ƲaHeberu 1:9 - Shona BIBLE9 Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makaɗa kururama, mukaʋeŋga kusarurama; Saka Mŋari, iye Mŋari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuʋura shamŋari dzenyu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Se kapitlet |