ƲaEfeso 1:10 - Shona BIBLE10 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti afambise kuzara kweŋguʋa, aʋuŋganidze munaKristu ɀose ɀiri kuɗeŋga, neɀiri pasi; Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Se kapitlet |