Online Bibel

- Annoncer -

Rute 1:8 - Shona BIBLE

8 Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Naome akati kuʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri: Endai, dzokerai mumŋe nomumŋe kumba kwamai ʋake; Jehova ŋgaakuitirei ɀakanaka, seɀamakaitira ʋakafa neni ʋo.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri.

Se kapitlet Kopi

Rute 1:8

Følg os:

Annoncer

Annoncer