Online Bibel

- Annoncer -

Rute 1:6 - Shona BIBLE

6 Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha akarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo akasimuka naʋakadzi ʋaʋana ʋake, aciɗa kubva kunyika yaMoabi; nokuti wakaŋga anzwa aciri panyika yaMoabi, kuti Jehova wakaraŋgarira ʋanhu ʋake, akaʋapa ɀokudya.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha wakarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya.

Se kapitlet Kopi

Rute 1:6

Følg os:

Annoncer

Annoncer