Rute 1:22 - Shona BIBLE22 Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBhetirehemu vanhu votanga kukohwa bhari. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo Naome akadzoka naRute muMoabi, mukadzi womŋana wake, ʋacibva kunyika yaMoabi; ʋakaȿika paBeti‐rehemi ʋanhu ʋotaŋga kukohwa bari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200222 Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari. Se kapitlet |