Rute 1:18 - Shona BIBLE18 Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati aciʋona kuti watsuŋgirira kwaɀo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200218 Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. Se kapitlet |