Ruka 1:80 - Shona BIBLE80 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuVaIsiraeri. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)80 Mŋana akakura, akasimba mumŋeya, akagara mumarenje, kuȿikira zuʋa rokuratidzwa kwake kuʋaIsraeri. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200280 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuvaIsiraeri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Se kapitlet |