Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:7 - Shona BIBLE

7 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakaŋga ʋasinomŋana, nokuti Erisabete wakaŋga asiŋgaɓereki, ʋuye ʋakaŋga ʋacembera ʋose ʋari ʋaʋiri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:7

Følg os:

Annoncer

Annoncer