Ruka 1:64 - Shona BIBLE64 Kamwe–kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Kamŋe‐kamŋe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasunuŋguka, akataura, akarumbidza Mŋari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200264 Kamwe-kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Se kapitlet |