Ruka 1:62 - Shona BIBLE62 Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko? Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋakabvunza ɓaɓa ʋake, ʋaciɗudzira namaʋoko, kuti anzi aniko. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200262 Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko? Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Se kapitlet |