Ruka 1:57 - Shona BIBLE57 Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino ŋguʋa yaErisabete yokuɀara kwake yakaȿika; akaɓereka mŋanakomana. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200257 Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana. Se kapitlet |