Online Bibel

- Annoncer -




Ruka 1:5 - Shona BIBLE

5 Namazuva aHerodhi, mambo weJudhiya, mumwe mupristi aivapo, ainzi Zekariya, wegovero raAbhia; mukadzi wake aiva wavanasikana vaAroni, zita rake rainzi Erizabheti.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Namazuʋa aHerode, mambo weJudea, mumŋe muprista waiʋa’po, wainzi Zakaria, wegoʋero raAbia; mukadzi wake waiʋa waʋanasikana ʋaAroni, zita rake rainzi Erisabete.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Namazuva aHerodhi, mambo weJudhea, mumwe mupristi aivapo, ainzi Zekariya, wegovero raAbhia; mukadzi wake aiva wavanasikana vaAroni, zita rake rainzi Erizabheti.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti.

Se kapitlet Kopi




Ruka 1:5

Følg os:

Annoncer


Annoncer