Ruka 1:49 - Shona BIBLE49 Nokuti uyo anamasimba akandiitira zvinhu zvikuru; Zita rake idzvene. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Nokuti uyo unamasimba wakandiitira ɀinhu ɀikuru; Zita rake idɀene. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200249 Nokuti uyo anamasimba akandiitira zvinhu zvikuru; Zita rake idzvene. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 nokuti iye Samasimba akandiitira zvinhu zvikuru, zita rake rinoera. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona49 nokuti iye Samasimba akandiitira zvinhu zvikuru, zita rake rinoera. Se kapitlet |