Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:45 - Shona BIBLE

45 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Wakaropafadzwa iye mukadzi wakatenda, nokuti ɀakataurwa naShe kwaari ɀicaitika.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.”

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:45

Følg os:

Annoncer

Annoncer