Ruka 1:42 - Shona BIBLE42 akadana nezwi guru, akati, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, nomwana wemimba yako akakomborerwazve! Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akaɗana nenzwi guru, akati: Wakaropafadzwa iwe pakati paʋakadzi, neciɓereko ceɗumbu rako cakaropafadzwa! Se kapitletShona Bible 1949 revised 200242 akadana nezwi guru, akati, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, nomwana wemimba yako akakomborerwazve! Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Se kapitlet |