Ruka 1:41 - Shona BIBLE41 Zvino Erizabheti akati achinzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu rake; ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino Erisabete wakati acinzwa kukwazisa kwaMaria, mŋana akakwakuka muɗumbu rake; ipapo Erisabete akazadzwa noMŋeya Mutȿene, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200241 Zvino Erizabheti akati achinzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu rake; ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene, Se kapitlet |