Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:3 - Shona BIBLE

3 neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Tiofiro, makakurumbira;

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 neni ʋo, ndakati ndanatso‐feya ɀose kubva pakutaŋga, ndakati ɀakanaka kuti ndikunyorerei ʋo nokuteʋedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

3 neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa,

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:3

Følg os:

Annoncer

Annoncer