Ruka 1:28 - Shona BIBLE28 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe! Se kapitletShona Bible 1949 revised 200228 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Se kapitlet |