Ruka 1:25 - Shona BIBLE25 “Ndizvo zvandakaitirwa naIshe namazuva aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndiɀo ɀandakaitirwa naShe namazuʋa aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwaŋgu pakati paʋanhu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200225 “Ndizvo zvandakaitirwa naIshe namazuva aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Ndozvandakaitirwawo naTenzi pamazuva aakandiringa kuti andibvise nyadzi pamberi pavanhu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Ndozvandakaitirwawo naTenzi pamazuva aakandiringa kuti andibvise nyadzi pamberi pavanhu.” Se kapitlet |