Ruka 1:24 - Shona BIBLE24 Mazuva iwayo akati apfuura, Erizabheti mukadzi wake akava napamuviri, akazvivanza mwedzi mishanu achiti, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mazuʋa iwayo akati apfuʋura, Erisabete mukadzi wake akatora mimba, akaɀiʋanza mŋedzi mishanu, aciti: Se kapitletShona Bible 1949 revised 200224 Mazuva iwayo akati apfuura, Erizabheti mukadzi wake akava napamuviri, akazvivanza mwedzi mishanu, achiti, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Shure kwaizvozvi, mudzimai wake Erizabheti akava napamuviri akazvivanza kwemwedzi mishanu, achiti, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona24 Shure kwaizvozvi, mudzimai wake Erizabheti akava napamuviri akazvivanza kwemwedzi mishanu, achiti, Se kapitlet |