Ruka 1:22 - Shona BIBLE22 Zvino akati achibuda, akasagona kutaura navo; vakaziva kuti akanga aona chiratidzo mutemberi; iye akaramba achininira namaoko, akaramba ari mbeveve. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakati aciɓuɗa, akasagona kutaura naʋo; ʋakaziʋa kuti wakaŋga aʋona ciratidzo mutembere; iye akaramba acininira namaʋoko, akaramba ari mbeʋeʋe. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akati achibuda, akasagona kutaura navo; vakaziva kuti akanga aona chiratidzo mutemberi; iye akaramba achininira namaoko, akaramba ari mbeveve. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino akati abuda, haana kugona kutaura kwavari. Vanhu ndokubva vaziva kuti aona chiratidzo muTemberi. Akatoita zvokuvaninira maoko, ndokuramba angove chimumumu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino akati abuda, haana kugona kutaura kwavari. Vanhu ndokubva vaziva kuti aona chiratidzo muTemberi. Akatoita zvokuvaninira maoko, ndokuramba angove chimumumu. Se kapitlet |