Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:15 - Shona BIBLE

15 Nokuti iye achava mukuru pamberi paIshe; haangatongonwi waini nezvinodhaka; achazadzwa noMweya Mutsvene kubva mudumbu ramai vake.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti iye ucaʋa mukuru pamberi paShe; haaŋgatoŋgonwi waini neɀinoɓata; ucazadzwa noMŋeya Mutȿene kubva paɗumbu ramai ʋake.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti iye achava mukuru pamberi paIshe; haangatongonwi waini nezvinodhaka; achazadzwa noMweya Mutsvene kubva mudumbu ramai vake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 nokuti achava mukuru pamberi paTenzi; haachazonwi waini kana doro rinodhaka, achazadzwa naMweya Mutsvene kubvira achiri munhumbu maamai vake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 nokuti achava mukuru pamberi paTenzi; haachazonwi waini kana doro rinodhaka, achazadzwa naMweya Mutsvene kubvira achiri munhumbu maamai vake.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:15

Følg os:

Annoncer

Annoncer