Ruka 1:13 - Shona BIBLE13 Mutumwa akati kwaari, “Usatya Zekariya, nokuti kukumbira kwako kwanzwika. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johani. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mutumŋa akati kwaari: Usatya Zakaria, nokuti kukumbira kwako kwanzwika, mukadzi wako Erisabete ucakuɓerekera mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johane. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200213 Mutumwa akati kwaari, “Usatya Zekariya, nokuti kukumbira kwako kwanzwika. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani. Se kapitlet |