Online Bibel

- Annoncer -

Obadia 1:5 - Shona BIBLE

5 Dai mbavha dzaisvika kwamuri, kana makororo usiku (aiwa, makaparadzwa sei!) havazaiba kusvikira varinganiswa here? Dai vatanhi vamazambiringa vaisvika kwamuri, havazaisiya mamwe mazambiringa aripo here?

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ƌai mbava dzaiȿika kwamuri, kana makororo ʋusiku (haiwa, makaparadzwa sei!) haʋazaiɓa kuȿikira ʋariŋganiswa here? Ƌai ʋatanhi ʋamazambiriŋga ʋaiȿika kwamuri, haʋazaisiya mamŋe mazambiriŋga ari’po here?

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Dai mbavha dzaisvika kwamuri, kana makororo usiku (aiwa, makaparadzwa sei!) havazaiba kusvikira varinganiswa here? Dai vatanhi vamazambiringa vaisvika kwamuri, havazaisiya mamwe mazambiringa aripo here?

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa!

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa!

Se kapitlet Kopi

Obadia 1:5

Følg os:

Annoncer

Annoncer