Obadia 1:10 - Shona BIBLE10 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Se kapitlet |