Numeri 1:43 - Shona BIBLE43 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaNafutari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaNaftari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200243 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaNafutari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. Se kapitlet |