Numeri 1:41 - Shona BIBLE41 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaAsheri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necuru cimŋe, namazana mashanu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200241 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Se kapitlet |