Numeri 1:39 - Shona BIBLE39 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaDani, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana manomŋe. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200239 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Se kapitlet |