Numeri 1:36 - Shona BIBLE36 Vokuvana vaBhenjamini, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋokuʋana ʋaBenjamini, naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200236 Vokuvana vaBhenjamini, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mudzinza raBhenjamini makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona36 Mudzinza raBhenjamini makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Se kapitlet |