Numeri 1:29 - Shona BIBLE29 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaIsakari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu namazana manna. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200229 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Se kapitlet |