Numeri 1:10 - Shona BIBLE10 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokuʋana ʋaJosefa: WokwaEfraimi, Erishama, mŋanakomana waAmihudi; wokwaManase, Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Se kapitlet |