Mupiro 1:4 - Shona BIBLE4 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ŋgaaise ruʋoko rwake pamusoro wecipiriso cinopiswa, kuti cigamucirwe panɀimbo yake, cimuyananisire. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Se kapitlet |