Mupiro 1:14 - Shona BIBLE14 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana cipo cake kunaJehova ciri cipiriso cinopiswa ceshiri, ŋgaaʋigire ciɓayiro cake cenjiʋa, kana twana twenjiʋa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200214 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Se kapitlet |