Mupiro 1:10 - Shona BIBLE10 “Kana chipo chake chiri chipiriso chinopiswa chezvipfuwo zviduku zvamakwai kana mbudzi, anofanira kuvigira mukono asina chipomerwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana cipo cake ciri cipiriso cinopiswa ceɀipfuwo ɀiɗuku ɀamakwai kana mbudzi, unofanira kuʋigira mukono usinemhoȿa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 “Kana chipo chake chiri chipiriso chinopiswa chezvipfuwo zviduku zvamakwai kana mbudzi, anofanira kuvigira mukono usina mhosva. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Kana chipo chake chemupiro wokupisa chiri hwai kana kuti mbudzi, ngaive hono isina chinoshoreka pairi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Kana chipo chake chemupiro wokupisa chiri hwai kana kuti mbudzi, ngaive hono isina chinoshoreka pairi. Se kapitlet |