Mika 1:8 - Shona BIBLE8 “Nemhaka iyi ndichachema nokuungudza, ndichafamba ndisina nguo ndakashama, ndichaungudza samakava nokurira semhou. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nemhaka iyi ndicacema nokuwuŋgudza, ndicafamba ndisineŋguʋo ndakashama, ndicawuŋgudza samakaʋa nokurira semhou. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20028 “Nemhaka iyi ndichachema nokuungudza, ndichafamba ndisina nguo ndakashama, ndichaungudza samakava nokurira semhou. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Se kapitlet |